Chihera Mwana waMambo

Write a review
SHONA
US$10.00
Price in points: 10 points
ShonaOLsetbk2027001
+

Minimum quantity for "Chihera Mwana waMambo" is 1.

  Whatsapp Supplier
Shipping time and rates:
Chihera mwana wamambo aive tsvarakadenga anozowanikwa mushure memakakatanwa makuru pakati pa Dambakamwe naJekanyika avo vairwidzana kupinda musvitsa naye. Mambo Nduruyemago vanove baba waChihera vaida Dambakamwe kuti aite mukuwasha wavo ukuwo Chihera achida Jekanyika.

No reviews found